• bootstrap slider
  • 6


- Uri kutsvaga incubeta here?
- Tine mhinduro yako iwe :
- Kutsotsonya mazai kunotora magetsi akawanda sei?
- Kunodiwa petrol kana diesel regenerator rakawanda zvakadii kutsotsonya mazai muincubeta?
- Zvinoda kushingirira kwakadii kuti munhu atsotsonye mazai muincubeta yemagetsi kana yegenerator?
- Saka kanganwai zveincubeta dzemapuranga kana dzesimbi dzinopedza magetsi.
- Maincubeta edu matsva anoita kuti uchengetedze mari.
Shandisa incubeta yedu inotora moto kubva kubattery.